Muguta reHarare rorereka zuva

Harare rorereka mukupendera Gunyana. Mufanikiso naTinashe Muchuri, 2018
Usatya
usabvunde
mukuvira kwezuva 
mugura reHarare
zviya rorereka
vanodovaidzana senjiva
vanobvutidzana sembwanana
vanovhizurana pamichovha
kugara kwaro guta.

Comments

Popular Posts