Zvimwe zvezviratidzwa zvepaZIBF 2018









Ndakasviko zuro ndikatenderera ndichiona zvaiitwa nezvairatidzwa paZIBF Grounds sehurongwa hwezviratidzwa hwamabhuku ndikaona kuti vana vari kutenderera vachitsvaka zvekurava uye kusongana nevanyori vakasiyana-siyana pamwe nekuwaniswa mukana wekuita ngano kuChildren's Tent. Nhasi kuchichena zviratidzwa zvemabhuku zvegore ra2018 zvopera mukuvira kwaro zuva. Varatidzi vemabhuku vanga vari vashoma chose sezvo dzimwe kambani nemasangano anosiratidzira asina kuzouya kuguwerere remabhuku iri. Zvichida zvakasakiswa nenyaya yekuti sezvo mazuva ekuita guwerere iri akapfurikidzwa mberi nekuda kwekorera.

Comments

Popular Posts