ZIBF INDABA 2018 tapedza zvino. Kwasara zvekuratidzwa kwemabhuku



Pane kuzotenga mabhuku akakoponorwa nenhusvuri, vabereki, zvikoro nemayunivhesiti pamwe nemaraibhurari yava nguva yekuti muchiuya kuzozvitengera mabhuku kubva kuvatsikisi vawo. Hanzi, "Unhusvuri humbavha" ndiDr Samuel Makore veZimcopy.

Comments

Popular Posts