ZveMasvingo takamirira kutanga kweGreat Zimbabwe International Festival



Tiri muMasvingo musha mukuru pamisha mizhinji. Tiri kumirira vanhu vachabva k kunvzimbo dzakatenderedza kuzowadzana nesu tichiseka. Nhasi tichanzwa kuimba kwavanhu vekuno nevemamwe matunhu. Ndiri kuvonana navanhu vakawanda chose vandinofunga kuti vachaita kuti dandaro rino ribve rafuma neruzivo rwezvizhinji. Tichagoverana zviri mudara rino zvatichasangana nazvo muguta reMasvingo. Handinyimwe. Hahwi kuny'ima kwakashata. Wany'ima haadyli zvizhinji.

Comments

Popular Posts