ZIBF yadzoka mazuva a2018 aziviswa

Aaron Chiundura Moyo achikurukura naMzana Mtimukulu pane imwe ZIBF Indaba.

Aaron Chiundura Moyo achikurukura naProf Rubby Magosvongwe, Musaemura Bonus Zimunya akaterera pane imwe ZIBF Indaba.



Zimbabwe International Book Fair iyo yaimbove yapfuudzirwa mberi nekuda kwekupararira kwechirwere chekorera mazuva ayo azoziviswa kuti yoitwa 22 kusvika 27 Gumiguru, 2018.

Varongi veZIBF rinova sangano rinonzi reZIBFA rinoti richaita zvose zvinokodzera uye zvavanogona kudzivirira kupararira kwechigwere chekorera.


Comments

Popular Posts