ZIBF yavamba nhasi






Tiri muZIBF Indaba. Tiri kutaura nyaya dzakawanda. Ndabva kuita nduri inonzi Kazwi. Asi hazvo Whistrumental iya inonzi Kasina Mazwi ndiyo yaparura kudavadika kwangu zvangu. Iye zvino tirikunzwa kuti vana veECD vanoverenga uye vanogona chose kuverenga mabhuku akasiyana-siyana. Vana vanoda kupiwa mabhuku ezera ravo. Roseline Torai Kumvekera ndiye ari kutipakurira ruzivo. Anoti vanhu vazhinji vanofunga kuti mabhuku evana anofanira kuva nemazwi izvo zvinofanira kusandurwa.

Comments

  1. Wonderful. Ngatinyorei mabhuku evana, vatsikisi vati tsigirewo kwete kuti rashira kunze nekuda kwechizivano kana huori.

    ReplyDelete
  2. Zvinokudzwa. Sevanyori tinoda rutsigiro rwevatsikisi kwete kuti mabasa edu akanaka emabhuku evana arashwe nekuda kwehuori kana chizivano.

    ReplyDelete

Post a Comment

Popular Posts