The Folklore In the Modern Era- Ngano mumazuva ano naIgnatius Mabasa


Vapakuri vekutanga vechikamu chekutanga muZIBF Indaba 2018. Ingnatius Mabasa naRoseline Torai Kumvekera.
Tiri muGreat Indaba Room paMonomutapa Crown Plaza muguta reHarare. Tiri kunakirwa, kuwana ruzivo rutsva nekutandadzwa. Kubva pano nyaya dzedu dzinofanira kuwanikwa mazuva ose nguva nenguva. Ngativandudze ruzivo rwedu. "Ngaruve runovaka ruchibva matiri kwete kuramboridza ngoma dzavamwe sekurevava kwaCharles Mungoshi muna Waiting for The Rain" - Ignatius Mabasa, 2018.

Comments

Popular Posts