Kunaka kwayo Zimbabwe

Mufanananidzo naTinashe Muchuri:Mumhurwi Mountain. Richionekwa kubva nechekwaMurape kwaMurewa.

Gomo rinenge mambo vane ndebvu mepepe varere zvavo
Vamwe ndokuriti Lion’s Head kureva musoro weshumba
Ini ndakaona mambo varere zvavo vachirota zveramangwana.

Comments

Popular posts from this blog

Chiuno Hachina Murombo Muzukuru