Tosongana kuIntwasa Arts Festival koBulawayo

Hama vadiwa, mose munofarira kutandara nekutandadzwa neni ngatisangenei kuchikamu chananyanduri kumutambo wavadavadi weIntwasa Arts Festival koBulawayo musi wa21 na22 Gunyana 2012. Ngatisanganei tichiridzirana muridzo pamwe nokudetemberana pamazuva maviri aya tiri paGallery  Courtyard kuBulawayo.

Intwasa 2012 Poetry Program

FRIDAY 21 SEPTEMBER - GALLERY COURTYARD

7pm – 9pm

Host: Mgcini Nyoni

Artists:
Emmah Mabye (SA),
Batsirai Chigama
Philani Nyoni,
Chigo Gondwe (Malawi),
Bhekumusa Moyo,
Tim Mwaura (Kenya),
 Tinashe Muchuri
Afurakan (SA),
Sithandazile Dube
Mbizo Chirasha
Zaza Muchemwa
Guest Musician
SATURDAY 22 SEPTEMBER

12pm – 1pm

Roundtable discussion
Open to all poets

5pm – 7pm - GALLERY COURTYARD

Host: Bhekumusa Moyo

Artists:
Zaza,
Afurakan (SA)
Batsirai Chigama,
Bhekumusa Moyo,
Likwa Ncube,
Chigo Gondwe (Malawi),
Tinashe Muchuri,
Emmah Mabye (SA),
Mgcini Nyoni,
Solwazi Nkiwani
Mbizo Chirasha
Tim Mwaura (Kenya),
Tracy Sibanda
Sypho
Philani Nyoni
Soul Familia,

Comments

Popular posts from this blog

Chiuno Hachina Murombo Muzukuru