Panobva tsumo dzavashona: Zongororo/ millipede

Zongororo kugonya kugonya zvaro asi shungu dzinaro.

Ndakati ndasangana nezongororo ndiri papurazi paBaba naMai Sibanda kuMarirangwe musi wa13 Ndira, 2019 apo taifamba zvedu tichitsvaka bhowa bwokusevesa chirairo, rakabva ragonya. Mushure nekugonya ndakaona roita tundove twaro. Handizivi kuti shungu dzaro ishungui dzinoripa riite ndove kana ragonya neshungu. Chingave chii nhai?

Comments

Popular Posts