Kwave kusakara kwedovo serisakadyiwa nyama

Kana zvadai ungambochiyeuka here kuti yakadziva minzwa yaida kubaya tsoka yakawanda zvakadii? Ko yakafamba nzendo dzekupi zviya? Kuti ine vakaichiva vangani? Ko ndevapi vakafara vachipaura mupfeki wayo paruzhinji neruvara rwayo. Zvino vapedxza havo vagoni vaiti kumarara kunde sedota. Yasakara zvayo seisina kumbofambira vadiwa.

Comments

Popular Posts