Kunanaira sekufamba kwehozhwa

Chii chakaonekwa chakaita kuti kuzovepo nefananidzo inoti kunanaira sekwehozhwa. Chiiko chainge chaonekwa? Hozhwa ikahwa mutsindo inomira yakazviunyanidza zvekuti ungati yakafa? Kana ikafunga kuti waenda yonanauka zvayo ichisiya muhwezva wayo painodarika nako. 


Comments

Popular Posts