Dzvinyu kuzambira zuva huona mwena

Zvaraidzambira zuva musi iwoyu dzvinyu iri, mwena waro waivepi? Kuti waiva pesi pezibwe iri hare? Kuti yaiva hweda here? Kuti raive bako here? Chaimbove chii chaizvo charaigonda musi uyu? Apa mvura yaive ichangopedza zvayo kusakasira.

Comments

Popular Posts