Vane Chekupemberera!

Nevari kumusana vanorudawo rusununguko. Foto by Tinashe Muchuri 18 April 2012
Vamwe vedu varikutevera. Foto by Tinashe Muchuri 18 April 2012
Mumudungwe takanangako kurusununguko. Foto by Tinashe Muchuri 18 April 2012
Sadza rakabva muvhu. Foto by Tinashe Muchuri 18 April 2012
Munda wangu wandinorima. Foto by Tinashe Muchuri 18 April 2012
Musuwo werusununguko. Foto by Tinashe Muchuri 18April 2012
Kana neniwo ndinodawo. Foto by Tinashe Muchuri 18 April 2012
Handidiwo kusara kunoenda vamwe. Foto by Tinashe Muchuri 18 April 2012

Comments

Popular posts from this blog

Chiuno Hachina Murombo Muzukuru