Guwerere reZIBF 2016

Zimbabwe international Book Fair yakavamba zuro iri kuenderera mberi apo Indaba ichapera nhasi tosumudzira mangwana nezuva revatengesi vemabhuku apo vanenge vachitengeserana kodzero dzekutsikisa mabhuku mune dzimwe ndimi, mamwe matunhu nenyika. Zuva rechina rinenge rava rejikerere, munhu wese anokokwa kuzosangana navanyori uye kuzosangana nabhuku matsva. Mabhuku akakosha. Nyaya zhinji dzichange dzichitevera.





Simbarashe Clever Kavenga, Felix Mafumhe Mutasa, naBeaven Tapureta panguva yedurabefu musi wekutanga kweZimbabwe International Book Fair Indaba paCrowne Plaza Monomotapa, Harare, 2016. Mufananidzo naTinashe Muchuri.

Kubva kuruboshwe: Muturi wemashoko akakosha pakuvhurwa kweZimbabwe International Book Fair Indaba 2016; Brian Wafawarova agere pamwe nnavanyori Memory Chirere naMashingaidze Gomo, Crowne Plaza Monomotapa, Harare, Zimbabwe 2016. Mufananidzo naTinashe Muchuri



Comments

Popular Posts