Magamba echidzimai ari paNational Heroes Acre mangani?


Mubvunzo unogara kuuya kumba nevana sebasa rekuita vari kumba iro rinofungidzirwa navadzidzisi kuti vabereki vanoziva. Ipapo ndipo paunoona vabereki vachikwenya misoro vakwenyazve mazita achiramba kubuda mumusoro. Heanoi Magamba echinhukadzi akaradzikwa paNational Heroes Acre namazita awo. Pave nemagambakadzi gumi nemaviri arere pamwe nemagambarume zana namakumi maviri nerimwe paNational Heroes Acre uye mamwe magambarume asiripo akaradzikwa kunzvimbo dzakasiyana-siyana anosvika gumi nemashanu.

Angela Mathuthu
Joana Nkomo
Julia Zvobgo
Maria Msika
Maud Muzenda
Ruth Chinamano
Sally Mugabe
Sabina Mugabe
Shuvai Mahofa
Sunny Takawira
Victoria Chitepo
Vivian Mwashita

@tizivezvakatikomberedzanatinashemuchuri


Comments

Popular Posts