ZWW pamakore 25

Mukurangarira makore makumi maviri nemashunu pamwe nekutura bhuku renduri rakanhadzurudzwa raimbodaidzwa kuti Collections(Bakwa)1998 iro rakapiwa zita idzwa rokuti Traps (Miteyo)2015 iro rine nduri dzemadzimai eboka ravanyori reZimbabwe Women Writers.
Chiitiko chacho mumifananidzo.
Irene Staunton nanhengo yeBhodhi yeZWW, Audrey Charamba 2015


Patience Tavengwa achiverenga kubva muna Traps. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2015

Sachigaro weBhodhi yeZWW, Mai Taona Mtshiya nemukokwa akakosha, Isabella Matambanadzo. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2015

Shumirai Nanhanga pakuturwa kwebhuku renduri, Traps. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2015

Virginia Phiri achitaura rwendo rwakafambwa pamwe nerwaakafamba neZWW. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2015

Comments

Popular Posts