Tichidavadika kuMaestro

Kumadetembo kuMaestro apo tiri muna Enterprise apo. Kunosekwa, kuchifarwa, kuchinakigwa vanhu. Ndini naLinda Gabriel naMac Dee. Nguva kubva na7pm kusvika na8pm. Kupinda pachena.

Comments

Popular Posts