Mhemberero dzezuva revanhukadzi oasi rose rakaitirwa paNational Gallery of Zimbabwe muHarare. Paiva navanhu vakawanda chose vakauya kuzonzwa nhaurwa navanachamangwiza mundima dzakasiyana-siyana dzinosanganisira zvekurima, zvemutemo nezvekufambiswa kwemabasa. Vanhukadzi navanhurume kubva kumishando yakasiyana-siyana vakaungana apa kuri vaite zvenzeve nemeso kwete kuzoita zvemuromo nekuti vaisada kuita kutautirwa hunyimwa.
 |
| Zviratidzwa zvemabasa amadzimai airatidzwa nekutengeswa pachiitiko ichi. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2017 |
 |
| Vanhu vachishorera shavo dzevanhukadzi dzairatidzirwa pamwe nekushaviswa. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2017 |
 |
| Vagadziri veuchi vac hiratidzira huchi hwavo nekupa zvidzidzo pamusoro pekurima uchi. Mufananidzo naTinashe Muchuri |
2017
 |
| Vamwe vaive vauya kuzoona mabasa pamwe nekuva pamutambo wemhemberero dzemadzimai idzi. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2017 |
 |
| Hope Masike achiratidzira mimhanzi yake pachiitiko ichi. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2017 |
 |
| Vamwe vevakaungana apa. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2017 |
 |
| Vachiona zvaiva zvanyorwa pabhakana navamwe vaiva pamutamo uyu. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2017 |
 |
| Sokostina aka Tendai Garwe achitungamira basa samuShamarari pazuva iri. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2017 |
 |
| Vamwe vekakuya |
 |
| shuviro dzeruzhinji |
 |
| Sekai Nzenza achitura nhaurwa yake. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2017 |
 |
| Bishow na Shingi Munyeza pazuva iri. Mufananidzo naTinashe Muchuri. 2017 |
Comments
Post a Comment