Chibuku Road to Fame/ Mwezha wemukurumbira neChibuku
| Vamwe vari bishi kutsvaka mukurumbira nekuridza magitare shasha iyi yaitotengesa rayo neUSD50. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2015. |
| Mbiri inoshandirwa pachokwadi, hazvina hazvo kuita mwaka uno. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2015 |
| Zvinotoda zvidavado zvakasiyana-siyana kuti usumudze mukombe. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2015 |
| Ndinobhururuka ndiwane yanguwo mbiri hama. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2015 |
| Zvachinoita Chibuku kana chakubata. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2015 |
| Changamire vakashaya akaviga, kwakutozoonekwawo nevaiva vainda kuChibuku Road to Fame. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2015 |
| Utsi hwenyama hauteyi. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2015 |
| Handidzokeri ndakabata maoko. Muimbi weboka ravaimbi rakawana mubairo weChitatu paChibuku Road to Fame. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2015 |
| Kushandira mukurumbira kunoda kuwirirana. Kunyangwe zvakapotsa hazvo mwaka uno. Mufananidzo naTinashe Muchuri 2015 |
Comments
Post a Comment