Ingandure chaiyo



1    mbuya iyi yakagona kubvuwira mupeta wayo wena
mabikiro aya ndeamai Solomon chete!
ayiwa, ndimayi nhingirikiri ava!
vapi?
mukadzi waDicksonzve uyu,
kana kuti mbuya VaChero.
ho-o, aiwa yakagona kunyika mumera wayo.
ingandure chaiyo!

Comments

Popular Posts