HIFA yodayidzira kuvadavadi vanoda kudavadika pamutambo weHIFA 2014

http://www.3-mob.com/wp-content/uploads/2013/08/hifa_logo.jpgVarirpo vaya vanoda kuzovhunza nezveHIFA mugore rinouya hurongwa hwayo hwasvika kwamvurayachekamakumbo. Iye zvino ndiyo nguva yacho yokuti vanhu vaendese kune izvo vzavanoti ndizvo zvavanogona. Daidziro yokupira unhizha kwako hwaunoziva uho unoda kuzoratidzira mugore ra2014 inogumma musi wezuva rekupedzisira romwedzi waMbudzi wegore rezviuru zviviri nemakore gumi namatatu(30 November 2014) kuti muhwe zvizhinji endayi padandemutande reHIFA (www.hifa.co.zw).

Comments

Popular Posts