Marara

mumugwagwa
mumikoto
seri kwezvitoro
seri kwedzimba
zvirwere
manyoka
rufu

Tinashe Muchuri 2012

Comments

Popular posts from this blog

Chiuno Hachina Murombo Muzukuru