Dzinovharirana muHarare

Zvino tochiti mvura irege kunaya here muHarare nhai vanhu vemuHarare? Dzinosungana chero kukangopfunha chaiko. Kukonewa kupana mukana wekupfuurira mberi nerwendo. Vachairi umwe neumwe anenge achiti nditange ndini. Hezvo dzasunganaka, dzamonana, otanga kubuda ndiyani zvino? Wotozoona kuti uya wekuda kutanga kupfuura ndiye anozopedzesera kubuda pakutsvaka nzira yekubuda mukusungana kwakadai. Mufananidzo naTinashe Muchuri, 2019.

Comments

Popular Posts