Pamupata wemhango






Ukazenge wasvika pamupata uchaziva kuti panorwadza sei. Ndiwo mupata uyo pakati pemabwe maviri, pakati pemakomo maviri apa pasina kana nzira.

















Gonzo mhini rambira mumhango chomudzimu chikuwaniremo. Ukabuda hameno hako. Wozoona kuti mhango yacho yakati naa saizvozvi. Hameno kuti ungapaita sei panosvikira n;anga navaporofita kuzotora mvura yemumhango. Iwe!

Comments

Popular Posts