Vakadomwa kuwana ruremekedzo rwe18th NAMA- Donongodzo izere
Wako ndoupi apa.
Pane waunoziva here? Ndiri kuona zvangu kushaikwa kwemazita mazhinji agara
achionekwa padonongodzo iyi zvichishamisa vamwe vanotarisira kuti vaya vava
nemazita ane mukurumbira aonekwe padonongodzo imwe neimwe kunyange vakapakura
mbodza. Izvo tichahwereketa muchikamu chinotevera mushure mekunge vazhinji vari
pano vakadomwa vapiwa ruremekedzo rwavo. Chinoda kutaurwa kunyange tisati
tasvika musi weMugovera apo pacharemekedzwa vamwe vevakadomwa ndechekuti rwendo
rwuno NAMA yatambarara kusvika nekunomwa mvura kumatsime aya aiwanzopiwa gotsi.
Vabuda mumaguta makuru anoti Bulawayo neHarare nekuti kune vaichema vachiti
zvichida NAMA ndeye avo vadavadi vanoita hudavadi hwavo vari mumaguta maiviri
aya kunyange hazvo apo neapo vadavadi vekune mamwe maguta vaionekwa
vachiremekedzwa apo neapo. Nhaka, NAMA yatambarara zvikuru zvekuti inofanira
kuramba ichidzamisa maonero ayo uye chidokwadokwa muvadavadi vekumaruwa
nevekumaguta madiki chekuti vabatidzewo muhuremekedzwa uhu.
1. Ruremekedza
rwevanyanduri venduri nekusekesa (SPOKEN WORD AWARDS)
Nyanduri akabudirira
Mercy Dhliwayo –
aka Extreme Sanity
Likhwa Ncube –
aka Likhwa okaNcube
Beloved
Maridzanere – aka Beloved Poet
Nyanduri akadomwa seri
kwevanokwikwidza kuremekedzwa
Tanaka Tshuma aka ECTS
Musekesi akabudirira
Sharon Chideu –
aka Magi
Dumisani H. Ndlovu
– aka Maforty-forty
Learnmore
Mwanyenyeka – aka Long John
2. Ruremekedzo Udavadi
hweuvaranomwe
Bhuku rekutanga
kutsikiswa rakaburira
Gather the
Children by Batsirai Chigama
[Ntombekhaya Poetry]
Kwaisava Kuda
Kwangu by Victor Zivanayi and Telmore Mutiwazuka [Progressive Publishers]
Ndinobvunzawo Njira
Inoende KwaMakasa by Takesure Taringana [Dzekanyi
Publications]
Bhuku revana
rakabudirira
My Rights and Other
Poems by Pentecost Mate [Pentolacut Publishers]
The City Girl
by Elisha July and Tendai K. Rudanda
[Pass-Point Publishers]
Bhuku renganonyorwa
rakabudirira
Itai by
Abraham Makamera [Pearl Press Media]
Mazai Emheni by Daniel
Mutendi [DanTs Media Publishing]
3. Ruremekedzo
rwemitambo yekuedzesera
Mutambi wechirume
akabudirira
Teddy Mangawa in Ukama
Ronald Sigeca in Zandezi
Cedric Msongelwa
in Zandezi
Mutambi wechinhukadzi
akabudirira
Heather Mlingo in
Ukama
Chido Tenga in Deep Down
Inside
Qeqeshiwe Mtambo in The
Hostel
Mutombo wekuedzesera
wakabudirira
Operation Restore
Regasi by Charles Munganasa
Ukama by
Savanna Trust
1983: The Dark
Years by Adrian Moyo
Mutariri wemutambo
wekuedzesera akabudira
Lloyd Nyikadzino
for Zandezi
Everson Ndlovu for
Deep Down Inside
Thulani Mbambo for
The Hostel
4. Ruremekedzo rwekudzana
Mudzani wechinhukadzi
akabudirira
Chaleen Chimara
in Iwe Neni Tinebasa
Vein N. Alfazema in
Black Sheep
Michelle Msopera in
Chasing Dreams
Mudzani wechirume
akabudirira
Sean Mambwere in Know
Him
Devante T. Sangaza
in My Journey Towards Success
Martin Chabuka in 100%
Afro
Boka revadzani
rakabudirira
Real Flex Dance
Group directed by Martin Chabuka
Ji Lin Dance
Group directed by Devante Tatenda Sangaza
Bolamba Performing
Arts directed by Mthabisi Dube
Muruki weudzani
akabudirira
Martin Chabuka
– 100% Afro
Macintosh Jerahuni &
Chaleen Chimara – Iwe Neni Tinebasa
Sean Mambwere
– Know Him
5. Ruremekedzo rweudavadi
rwezvinoonekwa
Outstanding 2
Dimensional Work
Light Over Dark by
Cosmas Shiridzinomwa
The Demolition by
John Kotze
The Patriarch
(Revisited) by Percy Manyonga
Outstanding 3
Dimensional Work
Zvirimudombo by
Shelton Mubayi
Protection by Israel
Israel
The Orchestic Night by
Givemore Mushaya
Outstanding Mix Media
Work
Man From the Thirsty
Land by Collins Chitaka
The Watchman and the
Fence I by Greg Shaw
Whose Memory Whose
Place by Neville Sterling
Outstanding Exhibition
Forever Neverland
by Valerie Kabov
To My Unborn Child
by Valerie Kabov
The Grotesque
by Alan Sibanda & Talent Kapadza
6. FILM AND TELEVISION
AWARDS
Outstanding Actor
Patrick Muzondiwa
as Tebogo in Kuchina The Genesis
Eddie Sandifolo as
Clive in Bhachi
Stephen Chigorimbo
as David in Ghost of Actions Past
Special Mention
Admire Kuzhangaira
– in Death and Other Complications
Outstanding Actress
Nothando Nobengula
as Ana in Daddy’s Present
Brooke Ann Franklin
as Laura in Ghost of Actions Past
Tendaishe Chitima
as Anesu in Cook Off
Outstanding Music Video
Tinomutenda Neyi
produced by Andy Sobhuza ft. Janet Manyowa
Dzamutsana
produced by Vusa Hlatshayo ft. Jah Prayzah
Tekere produced by
Andy Sobhuza ft. Tamy Moyo
Outstanding Screen
Production (Television Series)
Muzita Rababa directed
by Shem Zemura
Kuchina The
Genesis directed by Blessing Gatsi
Tunga directed by
Willard Magombedze
Special Mention
Gaza directed by
Ben Mahaka
Outstanding Screen
Production – Short Film
Bhachi directed by
Shupai Kamunyaru
My Best Friend directed
by Derby Bheta
Scourge directed by
Eddie Sandifolo
Outstanding Screen
Production – Full Length Film
Daddy’s Present directed
by Lucia Kanyongo
Death and Other
Complications directed by Shem Zemura
Cook Off directed by
Thomas Brickhill
7. MEDIA AWARDS
Outstanding Journalist –
Print
Kenneth Nyangani –
Newsday
Fred Zindi – Standard
Plot Mhako – Herald
Outstanding Journalist –
Television
Mhlomuli Ncube – ZTV
Patience Nyagato – ZTV
Outstanding Journalist –
Radio
Tariro Mazvarirofa aka
Mai Judah – Star FM
Babongile Sikhonjwa –
Sky Metro FM
Patience Musa &
Nhire Mutimbanepasi – ZiFM
Outstanding Online Media
Capitalk
Zol Connect
Urban Culxure
8. MUSIC AWARDS
Outstanding Female
Musician
Thamsanqa Moyo aka Tamy
Janet Manyowa
Sandra Ndebele
Outstanding Male Musician
Stephen K. Mamhere aka
Enzo Ishall
Enoch Munhenga aka ExQ
Braveman Chizvino aka
Baba Harare
Outstanding Album
Grateful by
Janet Manyowa
Ntunjambila
by Majahawodwa Ndlovu aka Jeys Marabini
Tseu Tseu
by Enock Munhenga aka ExQ
Dzinosvika Kure by Alick
Macheso
Outstanding Song
Sweetie
by Nicodimus Mutize aka Jah Signal
Khal’uphethe
by Clemence Ncube aka Magwaza
Kanjiva by
Stephen K. Mamhere aka Enzo Ishal
Mebo
by Obert Chari
9. SPECIAL AWARDS
Artist in the Diaspora
Donel Mangena
Danai J. Gurira
Luckson Chikutu
Outstanding
Promoter
2 Kings Entertainment
Unplugged
Events Evolution
Comments
Post a Comment