Musasa nepfumvudzaMu

Musasa uyu ndiwo mumvuri uye mupedzanzara kubva kunzara yemomge uye kuva mumvuri wevanhu pamwe nezvipfuyo. Uyu muti unoyevedza kuona uye makavi acho achishandiswa kuvaka pose panoda kusungwa kunyenge zvawo asina kusimba kunge emutondo neemuunze nemupfuti.

Comments

Popular posts from this blog

Chiuno Hachina Murombo Muzukuru