ADAPTATION WORKSHOP CALL

Musahoti hamuna kuzvihwa kuti kwaita hoka yevanyori vanoda kusandura zvinyorwa zvavo zveuvaranomwe vachizviisa mumafirimu. Mumakore mazhinji adarika vanyori nevaongorori veuvaranomwe vaikurukura nechichemo chekuti muZimbabwe hamunavo vanhu vanogona kusandura mabhuku atakakura tichitapirirwa nawo kuaisa mumafirimu sezvinoitwa kune dzimwe nyika dzakaita sana America, Britain, France uko nyaya ichigona kurarama pachikuva iro rinonzi dandaro vatambi vachiedzesera vanhu vachiona, igopinda kuva bhuku rinoverengwa igopedzesera yava firimu rinoonekwa navanhu vagere zvavo vachitandara semhuri kana namadzisahwira.

Mukana uyu wekuti vanyori vazvidzidzire vega kusandura zvinyorwa zvavo uye zvevamwe waunzwa zvino. Yava sarudzo yemunyori kufuka kana kuwaridza.



ADAPTATION WORKSHOP CALL

ADAPTATION SCRIPT WRITING WORKSHOP BY THE INSTITUTE OF CREATIVE ARTS FOR PROGRESS IN AFRICA (ICAPA) TRUST
with former Hollywood script evaluator, Nigerian ADE SOLANKE
To apply submit:
1. A summary of the literary work you want to adapt for the screen.  Be sure to include the name of the author, the nationality of the author and the publication history if the literary work is published.  Unpublished works for adaptation may be accepted. (250 words)
2. Your reasons for wanting to adapt your work for the screen (250 words)
3. Your cv
4. Summary of your literary writing, screen-writing and filmmaking experiences (250 words)

Submit to: projects@icapatrust.org

For enquiries, call 04-862355 or 0772335451

Submit by: 15 July 2014

Comments

Popular Posts