Zvakauya mumwaka uno!



Mabasa emugore ra2013 aya. Ndizvo zvandakaitirwawo izvi hama neshamwari. Mumwaka wandatandara mune rino dandaro ndiri paPadare reNhau ndichonyora nyaya dzinobuda muParade Magazine. Ndinotenda vose vakandipawo nyaya dzavo dzandaizoburitsa kuti vamwe vainge vasina kudzinzwa vasangane nadzo. Ndinovimba kuti zhinji dzacho dzakashandura upenyu hwevamwe vanhu kana maonero nemafungiro pane zvimwe zvinhu muupenyu hwedu. Ngatienderere mberi tichitandara tose mune rino dandaro ratakapiwa naiye musiki wedu.

Comments

Popular Posts