Musasa uyu ndiwo mumvuri uye mupedzanzara kubva kunzara yemomge uye kuva mumvuri wevanhu pamwe nezvipfuyo. Uyu muti unoyevedza kuona uye makavi acho achishandiswa kuvaka pose panoda kusungwa kunyenge zvawo asina kusimba kunge emutondo neemuunze nemupfuti. |
Comments
Post a Comment