Zviwanikwa zvekuChiredzi; Zvatinoita kana tasvika kwenyu
Chitsva chiri murutsoka. uku ndiko kutaura kwavakuru vekare. Ndakashanyawo kuChiredzi ndadaidzwa nevarongi veguwerere reGreat Limpopo Cultural Fair (GLCF) uko taindopiwa machkikichori etsika nemagariro evanhu veChiChangana. Kwaisadanwa anohwa uku. Kwaitapira zvizhinji. zvimwe zvitsva zvandakaonawo izvo. Ngoro yamadhongi ichifamba zvayo muguta. Kugarisana kwevemaruwa nevemugutaka uku. Zvose zvinounzwa nekuenda kumaguwerere kunzvimbo dzakasiyana-siyana.
Ngoro nemadhongi. Mufanikiso naTinashe Muchuri, 2015 |
Muuyu muTsvovani. Mufanikiso naTinashe Muchuri, 2015. |
Chitente. Mufanikiso naTinashe Muchuri, 2015. |
Paudyiro hweshiri muguta reChiredzi. Mufanikiso naTinashe Muchuri, 2015. |
Madzimai ebaChangana achidzana. Mufanikiso naTinashe Muchuri, 2015. |
Kuvesa moto pachikare mutsika dzavaChangana. Mufanikiso naTinashe Muchuri, 2015. |
Kuvesa moto pachiChangana. Mufanikiso naTinashe Muchuri, 2015. |
Kuvesa moto pachiChangana. Mufanikiso naTinashe Muchuri, 2015. |
Kuvesa moto pachiChangana usingashandisi muchisa. Mufanikiso naTinashe Muchuri, 2015. |
Comments
Post a Comment