Makore Masere Sekutamba tirimo Mudara raTinashe Muchuri

MUDARA RATINASHE MUCHURI

It is this first step
that for long time
i have been hoping to find
now the journey has started
meet you in the journey to a destiny
that I sweat for with you together



Ndiyo yaiva nyaya yekutanga kuvhura musasa mudara rino apo vazhinji vaiona sekuti izvi hazvina kwazvaizosvika. Shungu dzangu nekufamba gwara zvakauya zvikandisimudza kusvika pandiri pano. Kunyange tsoka yekutanga yaive ine ChiRungu nekuti ndaiedza kubva mugwara raive nevazhinji avo vainditi hazviiti kusimba nekusimbisa kufambisa gwaro rinomirira ChiShona padandemutande vamwe vachitoti hazviverengwi izvi. Nhasi uno tava mugore repfumbamwe tirimo tichienda nerwendo rwedu. Hatichamira, hatichazorora, tinchafamba tose murwendo rwuno rwekufambisa nyaya yeChiShona kusvika nyika nedzimu zvapesana.


Comments

Popular Posts