Regai zvikurirane mashawi nezviyo!

Kana washanya ukasangana nezvawaona pakushanya ungarega here kugoverana nevamwe kuti vaonewo. Nyaya yezviyo namashawi pakupatsanurwa kwazvo kukurirana kwazvo uye kusiyaniswa pakuchekwa iri munzira kuuya. Apa ndamboti mumboyevedza meso neizvi.








Comments

Popular Posts