Posts

Showing posts from August, 2013

HIFA yodayidzira kuvadavadi vanoda kudavadika pamutambo weHIFA 2014

Image
Varirpo vaya vanoda kuzovhunza nezveHIFA mugore rinouya hurongwa hwayo hwasvika kwamvurayachekamakumbo. Iye zvino ndiyo nguva yacho yokuti vanhu vaendese kune izvo vzavanoti ndizvo zvavanogona. Daidziro yokupira unhizha kwako hwaunoziva uho unoda kuzoratidzira mugore ra2014 inogumma musi wezuva rekupedzisira romwedzi waMbudzi wegore rezviuru zviviri nemakore gumi namatatu(30 November 2014) kuti muhwe zvizhinji endayi padandemutande reHIFA (www.hifa.co.zw).

Zimbabwe Writers Association congradulates Charles Mungoshi

The Zimbabwe Writers Association (ZWA) would like to congratulate Charles Mungoshi and family on the final publication of his long awaited novel, Branching Streams Flow in the Dark. Find below and at http://www.memorychirere.blogspot.com/2013/08/the-return-of-charles-mungoshi.html a preview by Memory Chirere and details on how you can get a copy for yourself. Best wishesTinashe Muchuri, Secretary GeneralBranching Streams Flow in the Dark By Charles Mungoshi, published in 2013 by Mungoshi Press, Harare, 165 pages, ISBN: 978 079 7444911, prize$18, phone: +263 774054341(Previewed By Memory Chirere)This transcendental novel; Branching Streams Flow in the Dark, published by his family,marks the long awaited 'return' of leading Zimbabwean author, Charles Muzuva Mungoshi. The prize winning author of Coming of The Dry Season, Waiting For The Rain and Kunyarara Hakusi Kutaura? who had been ‘silent’ ever since his major single publication, Walking Still in 1997, has chosen a special way…

Wakaenda pauGandanga

Rungano rusina musoro